Ndinoda kuziva
Ndinoda kuziva
Sei Mwari makandidawo ini mutadzi
Handina kodzero,
Handina faniro asi makandinyurura,
Mumatope

Rudo rwakadi rwakadzama
Kutora mutadzi
Kuva mwana waShe
Moyo wangu wachenurwa-a
Zvapasi zvapfuura
Tenzi ndorumbidza

Ndinoda kutenda
Ishe Jesu vakauya pane rino pasi
Pamuti akafa, kuti ndirarame
Tsitsi, ngoni nerudo zvinoshamisa *2

Комментарии